Bravo Aluminium and Steel works
@bravoalumnsteelwhether you turn to the right or to the left, your ears will hear a voice behind you, saying, 'This is the way; walk in it'
Similar User
@NabangiThereza
@b7dr_7
1 The wicked flee when no man pursueth: but the righteous are bold as a lion. 'Proverbs 28:1' 1 Akaipa anotiza kusina anodzingana naye; Asi vakarurama vanotsunga moyo seshumba.
9 Ishe unoziva kusunungura pamiidzo vanonamata Mwari, nokuchengeta vasakarurama vave pakurobwa kusvikira pazuva rokutongwa; 10 zvikuru ivo vanofamba nomutovo wenyama pakuchiva kunosvibisa nokuzvidza vakuru; vanotsunga, vachiita nokuda kwavo, asingatyi kutuka avo vanokubwinya;
37 Zvino vakati vachinzwa izvozvo, vakabayiwa pamoyo, vakati kunaPetro nokunavamwe vaapostora: Varume, hama, tichaiteiko? 38 Petro akati kwavari: Tendevukai, mumwe nomumwe wenyu abhabhatidzwe nezita raJesu, kuti mukanganwirwe zvivi, mupiwe chipiwa choMweya Mutsvene. Acts 2:
9 Narwo tinorumbidza Ishe Baba; narwo tinotuka vanhu, vakaitwa nomufananidzo waMwari; 10 mumuromo mumwe munobva kurumbidza nokutuka. Hama dzangu, hatifaniri kudaro. 11 Tsime rinobudisa pachitubu chimwe mvura inonaka neinovava here? Jakobho 3.9..
7 I am the one who forms light and creates darkness; the one who brings about peace and creates calamity. I am the Lord , who accomplishes all these things.
6 Do not give what is holy to dogs or throw your pearls before pigs; otherwise they will trample them under their feet and turn around and tear you to pieces. 'Matthew 7:6
10 Am I now trying to gain the approval of people, or of God? Or am I trying to please people? If I were still trying to please people, I would not be a slave of Christ!
18 Anovanza kuvenga, ane miromo yenhema; Ana makuhwa, ibenzi. 19 Kudarika hakungakoni pamunhu anamashoko mazhinji; Asi anodzora miromo yake, ano huchenjeri. 20 Rurimi rwowakarurama rwakafanana nesirivha yakasarurwa; moyo wowakaipa haubatsiri chinhu 'ZVIREVO 10:18-19-20
11 And that ye study to be quiet, and to do your own business, and to work with your own hands, as we commanded you; 12 That ye may walk honestly toward them that are without, and that ye may have lack of nothing.
Juda 1 9 Asi Mikaeri, mutumwa mukuru, nguva yaakarwa naDhiabhorosi, akaita nharo naye pamusoro pomuviri waMosesi, wakatya kumupa mhosva namashoko okutuka, asi wakati: Ishe ngaakuraire. #signUpforMukuru money transfer: wa.me/qr/WM6EI36VKSH… #mukuru
13 Kristu wakatidzikinura pakutuka kwomurairo, iye akaitwa chakatukwa nokuda kwedu, nokuti kwakanyorwa, kuchinzi: Vakatukwa vose vanoturikwa pamuti! 'VAGARATIA 3:13-14 #signupformukuru money transfer: wa.me/qr/WM6EI36VKSH…
United States Trends
- 1. #LasVegasGP 240 B posts
- 2. Bama 36,5 B posts
- 3. Auburn 34,9 B posts
- 4. Lakers 39,6 B posts
- 5. Max Verstappen 114 B posts
- 6. Lewis 3.426 posts
- 7. Sainz 40,6 B posts
- 8. UCLA 10,6 B posts
- 9. Lando 2.076 posts
- 10. Chuck Woolery 4.630 posts
- 11. Ferrari 61,8 B posts
- 12. LAFC 3.604 posts
- 13. Nuggets 30,9 B posts
- 14. Oklahoma 50,4 B posts
- 15. Jokic 20,7 B posts
- 16. Love Connection 4.891 posts
- 17. George Russell 26,9 B posts
- 18. Milroe 17,2 B posts
- 19. Texas N/A
- 20. Sounders 1.521 posts
Who to follow
Something went wrong.
Something went wrong.